跳转到主内容
帮助

Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement)

Remove and replace the riser main.

  • 作者: iRobot
  • 难度: 中等

Tevedzera gwaro rino rekurayiridza kubvisa mubato mukuru unosimudza pombi kuti ugadzirwe kana kutsiviwa

步骤 1 Riser Main (Shona)  ¶ 

Isa chipanera pamusoro perimwe remabhaudhi emubato unosimudza pombi. Tenderedza chimwe chipanera pazasi pebhaudhi. Patsanura zvipanera kuti usunungure bhaudhi.

步骤 1 Riser Main (Shona)  ¶ 

  • Isa chipanera pamusoro perimwe remabhaudhi emubato unosimudza pombi.

  • Tenderedza chimwe chipanera pazasi pebhaudhi.

  • Patsanura zvipanera kuti usunungure bhaudhi.

  • Dzokorora maitiro aya pane mabhaudhi matatu asara.

步骤 2  ¶ 

Bvisa manatsi mana nemabhaudhi akabata mubato unosimudza pombi, uye uzvichengete muchinhu chisina utachiona chakaita semugoro. Bvisa manatsi mana nemabhaudhi akabata mubato unosimudza pombi, uye uzvichengete muchinhu chisina utachiona chakaita semugoro.

步骤 2  ¶ 

  • Bvisa manatsi mana nemabhaudhi akabata mubato unosimudza pombi, uye uzvichengete muchinhu chisina utachiona chakaita semugoro.

步骤 3  ¶ 

Tenderedza chivharo chepombi kusvika pamadhigiri makumi mana nemashanu. Izvi zvinokugonesa kuti ubate zvakanaka chivharo paunochisimudza. Tenderedza chivharo chepombi kusvika pamadhigiri makumi mana nemashanu. Izvi zvinokugonesa kuti ubate zvakanaka chivharo paunochisimudza.

步骤 3  ¶ 

  • Tenderedza chivharo chepombi kusvika pamadhigiri makumi mana nemashanu. Izvi zvinokugonesa kuti ubate zvakanaka chivharo paunochisimudza.

步骤 4  ¶ 

Nyatsosimudza zvakanaka mubato wakaita saT kwemainjisi akawanda. Vamwe vanhu vaviri vakatsigira mubato wakaita saT, bvisa simbi inobatiswa nayo mubato wepombi. Dzikisa mubato wakaita saT zvinyoronyoro kusvikira mubato wepombi wave kumira wega.

步骤 4  ¶ 

  • Nyatsosimudza zvakanaka mubato wakaita saT kwemainjisi akawanda.

  • Vamwe vanhu vaviri vakatsigira mubato wakaita saT, bvisa simbi inobatiswa nayo mubato wepombi.

  • Dzikisa mubato wakaita saT zvinyoronyoro kusvikira mubato wepombi wave kumira wega.

步骤 5  ¶ 

Pombi iyi inoshandisa chinotsigira chine makumbo matatu (tiraipodhi) pamwe nezvinodhonza netambo kusimudza pombi refu. Zvipanera zvakaita saC zvinogona kushandiswawo kusimudza pombi refu Nyatsosunga zvakanaka chinosimudzira pombi yemvura kumubato mukuru pasi pemuromo. Nyatsosunga zvakanaka chinosimudzira pombi yemvura kumubato mukuru pasi pemuromo.

步骤 5  ¶ 

  • Pombi iyi inoshandisa chinotsigira chine makumbo matatu (tiraipodhi) pamwe nezvinodhonza netambo kusimudza pombi refu. Zvipanera zvakaita saC zvinogona kushandiswawo kusimudza pombi refu

  • Nyatsosunga zvakanaka chinosimudzira pombi yemvura kumubato mukuru pasi pemuromo.

步骤 6  ¶ 

Wakachenjerera kuti tambo isatsvedze, shandisa zvinodhonza mubato netambo kusimudza pombi refu kusvikira zvinosimudza pombi zvasvika pane zvinodhonza netambo. Wakachenjerera kuti tambo isatsvedze, shandisa zvinodhonza mubato netambo kusimudza pombi refu kusvikira zvinosimudza pombi zvasvika pane zvinodhonza netambo.

步骤 6  ¶ 

  • Wakachenjerera kuti tambo isatsvedze, shandisa zvinodhonza mubato netambo kusimudza pombi refu kusvikira zvinosimudza pombi zvasvika pane zvinodhonza netambo.

步骤 7  ¶ 

Kana pombi refu yasvika pane zvinodhonza netambo, sunga simbi inosunga nechepasi papombi refu Kana pombi refu yasvika pane zvinodhonza netambo, sunga simbi inosunga nechepasi papombi refu Kana pombi refu yasvika pane zvinodhonza netambo, sunga simbi inosunga nechepasi papombi refu

步骤 7  ¶ 

  • Kana pombi refu yasvika pane zvinodhonza netambo, sunga simbi inosunga nechepasi papombi refu

步骤 8  ¶ 

Batisa simbi inosungiswa pasi kumubato uchishandisa bhaudhi. Bhaudhi rimwechete kazhinji rakakwana kuchengetedza simbi inosungiswa pasi panzvimbo, asi unogona kushandisa rimwe bhaudhi kana uchida kunyatsochisimbisa. Bhaudhi rimwechete kazhinji rakakwana kuchengetedza simbi inosungiswa pasi panzvimbo, asi unogona kushandisa rimwe bhaudhi kana uchida kunyatsochisimbisa.

步骤 8  ¶ 

  • Batisa simbi inosungiswa pasi kumubato uchishandisa bhaudhi.

  • Bhaudhi rimwechete kazhinji rakakwana kuchengetedza simbi inosungiswa pasi panzvimbo, asi unogona kushandisa rimwe bhaudhi kana uchida kunyatsochisimbisa.

步骤 9  ¶ 

Wakatsigira pamusoro pepombi, nyatsofambisa chinosunga chinosimudza kubva papombi. Dzikisa chinosunga chinosimudza pombi uchidzvanya nechepasi kuti tambo dzisasungane pane zvinodhonza. Dzikisa chinosunga chinosimudza pombi uchidzvanya nechepasi kuti tambo dzisasungane pane zvinodhonza.

步骤 9  ¶ 

  • Wakatsigira pamusoro pepombi, nyatsofambisa chinosunga chinosimudza kubva papombi.

  • Dzikisa chinosunga chinosimudza pombi uchidzvanya nechepasi kuti tambo dzisasungane pane zvinodhonza.

步骤 10  ¶ 

Isa nekusunga chinosunga chekusimudzisa kumubato unosimudza pombi kusvika pasi pasi. Isa nekusunga chinosunga chekusimudzisa kumubato unosimudza pombi kusvika pasi pasi. Isa nekusunga chinosunga chekusimudzisa kumubato unosimudza pombi kusvika pasi pasi.

步骤 10  ¶ 

  • Isa nekusunga chinosunga chekusimudzisa kumubato unosimudza pombi kusvika pasi pasi.

步骤 11  ¶ 

Kana chinosunga chekusimudzisa chanyatsosunga, sunga tambo zvine simba. Wakadhonza tambo kutsigira mubato unosimudza pombi, sunungura chinosunga chepasi.

步骤 11  ¶ 

  • Kana chinosunga chekusimudzisa chanyatsosunga, sunga tambo zvine simba.

  • Wakadhonza tambo kutsigira mubato unosimudza pombi, sunungura chinosunga chepasi.

步骤 12  ¶ 

Shandisa tambo kudhonza nekusimudza mubato unosimudza pombi kusvika panokwanisika. Iva nechokwadi kuti tambo iri mutiraipodhi kuti isadonhe. Cherechedza pamusoro petiraipodhi kuti uone kuti pombi refu yanyatsopinda munzvimbo yekutsigira.

步骤 12  ¶ 

  • Shandisa tambo kudhonza nekusimudza mubato unosimudza pombi kusvika panokwanisika.

  • Iva nechokwadi kuti tambo iri mutiraipodhi kuti isadonhe.

  • Cherechedza pamusoro petiraipodhi kuti uone kuti pombi refu yanyatsopinda munzvimbo yekutsigira.

步骤 13  ¶ 

Bvisa simbi inosungiswa kubva papombi refu, wodzokorora matanho kubva pamakumi maviri netatu kusvika makumi maviri neshanu kusvikira joinhi yekutanga yave kuoneka. Bvisa simbi inosungiswa kubva papombi refu, wodzokorora matanho kubva pamakumi maviri netatu kusvika makumi maviri neshanu kusvikira joinhi yekutanga yave kuoneka. Bvisa simbi inosungiswa kubva papombi refu, wodzokorora matanho kubva pamakumi maviri netatu kusvika makumi maviri neshanu kusvikira joinhi yekutanga yave kuoneka.

步骤 13  ¶ 

  • Bvisa simbi inosungiswa kubva papombi refu, wodzokorora matanho kubva pamakumi maviri netatu kusvika makumi maviri neshanu kusvikira joinhi yekutanga yave kuoneka.

步骤 14  ¶ 

Kana joinhi yekutanga yave kuoneka, sungisa simbi inosungiswa pasi pazasi pejoinhi. Kana joinhi yekutanga yave kuoneka, sungisa simbi inosungiswa pasi pazasi pejoinhi. Kana joinhi yekutanga yave kuoneka, sungisa simbi inosungiswa pasi pazasi pejoinhi.

步骤 14  ¶ 

  • Kana joinhi yekutanga yave kuoneka, sungisa simbi inosungiswa pasi pazasi pejoinhi.

步骤 15  ¶ 

Bvisa simbi inosungiswa chokusimudzisa kubva pamubato mukuru, wonyatsobatanidza kutiraipodhi kuti isuduruke.

步骤 15  ¶ 

  • Bvisa simbi inosungiswa chokusimudzisa kubva pamubato mukuru, wonyatsobatanidza kutiraipodhi kuti isuduruke.

步骤 16  ¶ 

Chengeta chipanera chepombi mainjisi mashoma pamusoro pejoinhi padanho rino. Uchishandisa chipanera, sunungura chidimbu chekutanga chepombi refu kubva pachakabata.

步骤 16  ¶ 

  • Chengeta chipanera chepombi mainjisi mashoma pamusoro pejoinhi padanho rino.

  • Uchishandisa chipanera, sunungura chidimbu chekutanga chepombi refu kubva pachakabata.

步骤 17  ¶ 

Nyatsovhara pajoinhi kuti mvura isapfachuke kubva nepanobatana simbi kana dzapatsanurwa. Uchishandisa chipanera, sunungura pombi refu kusvikira mvura yatanga kupfachuka ichimwaya kupinda mune chinodzivisa mvura kupfachuka. Usarambe uchisunungura kupfuura ipapo kusvikira mvura yamira kupfachuka.

步骤 17  ¶ 

  • Nyatsovhara pajoinhi kuti mvura isapfachuke kubva nepanobatana simbi kana dzapatsanurwa.

  • Uchishandisa chipanera, sunungura pombi refu kusvikira mvura yatanga kupfachuka ichimwaya kupinda mune chinodzivisa mvura kupfachuka.

  • Usarambe uchisunungura kupfuura ipapo kusvikira mvura yamira kupfachuka.

步骤 18  ¶ 

Bvisa chinovhara mvura kuti isapfachuke, wopedzisa kusunungura pombi refu. Bvisa chidimbu chekutanga chepombi refu nekuchisimudza chakamira mudenga, wakachitsigira pamusoro pechidimbu chacho uye uchiramba wakachiisa mugomba rinochitsigira pamusoro petiraipodhi. Bvisa chidimbu chekutanga chepombi refu nekuchisimudza chakamira mudenga, wakachitsigira pamusoro pechidimbu chacho uye uchiramba wakachiisa mugomba rinochitsigira pamusoro petiraipodhi.

步骤 18  ¶ 

  • Bvisa chinovhara mvura kuti isapfachuke, wopedzisa kusunungura pombi refu.

  • Bvisa chidimbu chekutanga chepombi refu nekuchisimudza chakamira mudenga, wakachitsigira pamusoro pechidimbu chacho uye uchiramba wakachiisa mugomba rinochitsigira pamusoro petiraipodhi.

步骤 19  ¶ 

Kochekera nekusunga chekusungisa mutanda mainjisi mashoma pazasi pepanobatana mutanda wepombi wekutanga. Kochekera nekusunga chekusungisa mutanda mainjisi mashoma pazasi pepanobatana mutanda wepombi wekutanga. Kochekera nekusunga chekusungisa mutanda mainjisi mashoma pazasi pepanobatana mutanda wepombi wekutanga.

步骤 19  ¶ 

  • Kochekera nekusunga chekusungisa mutanda mainjisi mashoma pazasi pepanobatana mutanda wepombi wekutanga.

步骤 20  ¶ 

Uchishandisa chipanera chinokwana pakawanda, sunungura mutanda wepombi kubva pachikamu chasara. Kana joinhi raganurwa, nyatsodzikisa pombi refu pasi. Kana joinhi raganurwa, nyatsodzikisa pombi refu pasi.

步骤 20  ¶ 

  • Uchishandisa chipanera chinokwana pakawanda, sunungura mutanda wepombi kubva pachikamu chasara.

  • Kana joinhi raganurwa, nyatsodzikisa pombi refu pasi.

步骤 21  ¶ 

Nyatsodzikisa pombi refu, yakatambarara, woiisa panzvimbo isina hutachiona, kana zvichigona zvakagara panzvimbo yakakwirira kudzivirira kubata hutachiona. Nyatsodzikisa pombi refu, yakatambarara, woiisa panzvimbo isina hutachiona, kana zvichigona zvakagara panzvimbo yakakwirira kudzivirira kubata hutachiona. Nyatsodzikisa pombi refu, yakatambarara, woiisa panzvimbo isina hutachiona, kana zvichigona zvakagara panzvimbo yakakwirira kudzivirira kubata hutachiona.

步骤 21  ¶ 

  • Nyatsodzikisa pombi refu, yakatambarara, woiisa panzvimbo isina hutachiona, kana zvichigona zvakagara panzvimbo yakakwirira kudzivirira kubata hutachiona.

步骤 22  ¶ 

Bvisa mubato wakaita saT kubva mutanda wepombi waganurwa. Kochekera mubato wakaita saT kumutanda wepombi wasara. Bvisa simbi inosungiswa kubva papombi refu, wodzokorora matanho kubva pamakumi maviri nepfumbamwe kusvika makumi matatu neshanu kusvikira pombi refu yabva yose, kana kuti kusvika chikamu chakadamburwa chasvikwa.

步骤 22  ¶ 

  • Bvisa mubato wakaita saT kubva mutanda wepombi waganurwa.

  • Kochekera mubato wakaita saT kumutanda wepombi wasara.

  • Bvisa simbi inosungiswa kubva papombi refu, wodzokorora matanho kubva pamakumi maviri nepfumbamwe kusvika makumi matatu neshanu kusvikira pombi refu yabva yose, kana kuti kusvika chikamu chakadamburwa chasvikwa.