跳转到主内容

简介

Tevedzera gwaro rino rekurayira kubvisa musoro nemubato wepombi kuti ugadzirwe kana kutsiviwa.

Iva nechokwadi kuti ushandise vanhu vaviri kana kupfuura kana uchitevedza gwaro rino rekurayira kuti udzivirire kukuvara, nekuti musoro wepombi unogona kurema.

  1. Ona kuti pombi inoshanda zvakanaka sei nekupomba kwemakumi mana. Pombi inoshanda zvakanaka inofanira kudira mvura inosvika marita gumi.
    • Ona kuti pombi inoshanda zvakanaka sei nekupomba kwemakumi mana.

    • Pombi inoshanda zvakanaka inofanira kudira mvura inosvika marita gumi.

  2. Bvisa mapini maviri akabatanidza mubato nechinofambisa mubato. Bvisa mapini maviri akabatanidza mubato nechinofambisa mubato.
    • Bvisa mapini maviri akabatanidza mubato nechinofambisa mubato.

  3. Macbook 电池维修套装

    起价 $69.99

    Buy Now

    Macbook 电池维修套装

    起价 $69.99

    Buy Now
  4. Dhonza mibato miviri kubva kune chinofambisa mubato. Dhonza mibato miviri kubva kune chinofambisa mubato.
    • Dhonza mibato miviri kubva kune chinofambisa mubato.

  5. Simudza mapini maviri akabatanidza pombi kumusoro nemubato, kubva papombi. Simudza mapini maviri akabatanidza pombi kumusoro nemubato, kubva papombi.
    • Simudza mapini maviri akabatanidza pombi kumusoro nemubato, kubva papombi.

  6. Mudanho rino rose, ona kuti watsigira mubato nemusoro nemaoko matatu kana kupfuura. Buritsa chimutanda chejoinhi kubva muchimusoro. Wongorora chimutanda chejoinhi nemusoro kuti hazvina kusakara kana kukuvara here.
    • Mudanho rino rose, ona kuti watsigira mubato nemusoro nemaoko matatu kana kupfuura.

    • Buritsa chimutanda chejoinhi kubva muchimusoro.

    • Wongorora chimutanda chejoinhi nemusoro kuti hazvina kusakara kana kukuvara here.

  7. Bvisa musoro nemubato wozviisa panzvimbo yakachena kuti zvisabate utachiona
    • Bvisa musoro nemubato wozviisa panzvimbo yakachena kuti zvisabate utachiona

结论

Kuti ubatanidze mudziyo wako, tevedzera mirayiro uchitanga nekwekupedzesera.

iRobot

于2009年09月24日注册

1 信誉积分

创作了624篇指南

添加评论

浏览统计数据:

过去的24小时: 0

过去的7天: 0

过去的30天: 0

总计 71