跳转到主内容

Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement)

  1. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement), Head and Handle (Shona): 步骤 1 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement), Head and Handle (Shona): 步骤 1 中的图像 2,2
    • Ona kuti pombi inoshanda zvakanaka sei nekupomba kwemakumi mana.

    • Pombi inoshanda zvakanaka inofanira kudira mvura inosvika marita gumi.

  2. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 2 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 2 中的图像 2,2
    • Bvisa mapini maviri akabatanidza mubato nechinofambisa mubato.

  3. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 3 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 3 中的图像 2,2
    • Dhonza mibato miviri kubva kune chinofambisa mubato.

  4. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 4 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 4 中的图像 2,2
    • Simudza mapini maviri akabatanidza pombi kumusoro nemubato, kubva papombi.

  5. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 5 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 5 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 5 中的图像 3,3
    • Mudanho rino rose, ona kuti watsigira mubato nemusoro nemaoko matatu kana kupfuura.

    • Buritsa chimutanda chejoinhi kubva muchimusoro.

    • Wongorora chimutanda chejoinhi nemusoro kuti hazvina kusakara kana kukuvara here.

  6. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 6 中的图像 1,1
    • Bvisa musoro nemubato wozviisa panzvimbo yakachena kuti zvisabate utachiona

  7. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement), Riser Main Slider (Shona): 步骤 7 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement), Riser Main Slider (Shona): 步骤 7 中的图像 2,2
    • Simudza mubato mukuru unosimudza pombi zvine simba nemaoko maviri.

    • Chenjerera kuti usadonhedze mubato mukuru unosimudza pombi, nekuti izvi zvinogona kukuvadza humburumbira

  8. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 8 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 8 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 8 中的图像 3,3
    • Shandisa chipanera chepombi kusunungura pombi inotakura mvura yepamusoro.

  9. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 9 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 9 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 9 中的图像 3,3
    • Simudza mubato unosimudza pombi nepombi refu.

    • Tenderedza simbi inobata chimutanda chepombi pachimutanda, uye chisunge zvine simba pachimutanda chepombi.

    • Dzikisa pombi refu nemubato unosimudza pombi kuti ugare pane chinobatisa pombi zvakanaka.

  10. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 10 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 10 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 10 中的图像 3,3
    • Sunungura ubvise bhaudhi rinobata chimutanda chepombi nebhaudhi rechimutanda chepombi pamusoro pemutanda unosimudza pombi.

  11. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 11 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Slider Replacement): 步骤 11 中的图像 2,2
    • Bvisa mubato mukuru unosimudza pombi, uye ongorora kuti haina kubvaruka kana kuchembera here.

    • Isa mubato unosimudza pombi panzvimbo yakachena kuitira kuti usabate utachiona.

结论

Kuti ubatanidze mudziyo wako zvakare, tevedzera mirayiro uchitanga nekwekupedzesera.

iRobot

于09/24/09注册

1 声望

创作了636篇指南

0条评论

添加评论

浏览统计数据:

过去 24 小时: 0

过去 7 天: 0

过去 30 天: 0

总计 175