跳转到主内容

本指南有最近更改,您可查看未经巡查的最新版本

Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement)

  1. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement), Head and Handle (Shona): 步骤 1 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement), Head and Handle (Shona): 步骤 1 中的图像 2,2
    • Ona kuti pombi inoshanda zvakanaka sei nekupomba kwemakumi mana.

    • Pombi inoshanda zvakanaka inofanira kudira mvura inosvika marita gumi.

  2. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 2 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 2 中的图像 2,2
    • Bvisa mapini maviri akabatanidza mubato nechinofambisa mubato.

  3. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 3 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 3 中的图像 2,2
    • Dhonza mibato miviri kubva kune chinofambisa mubato.

  4. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 4 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 4 中的图像 2,2
    • Simudza mapini maviri akabatanidza pombi kumusoro nemubato, kubva papombi.

  5. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 5 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 5 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 5 中的图像 3,3
    • Mudanho rino rose, ona kuti watsigira mubato nemusoro nemaoko matatu kana kupfuura.

    • Buritsa chimutanda chejoinhi kubva muchimusoro.

    • Wongorora chimutanda chejoinhi nemusoro kuti hazvina kusakara kana kukuvara here.

  6. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 6 中的图像 1,1
    • Bvisa musoro nemubato wozviisa panzvimbo yakachena kuti zvisabate utachiona

  7. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement), Riser Main Slider (Shona): 步骤 7 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement), Riser Main Slider (Shona): 步骤 7 中的图像 2,2
    • Simudza mubato mukuru unosimudza pombi zvine simba nemaoko maviri.

    • Chenjerera kuti usadonhedze mubato mukuru unosimudza pombi, nekuti izvi zvinogona kukuvadza humburumbira

  8. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 8 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 8 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 8 中的图像 3,3
    • Shandisa chipanera chepombi kusunungura pombi inotakura mvura yepamusoro.

  9. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 9 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 9 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 9 中的图像 3,3
    • Simudza mubato unosimudza pombi nepombi refu.

    • Tenderedza simbi inobata chimutanda chepombi pachimutanda, uye chisunge zvine simba pachimutanda chepombi.

    • Dzikisa pombi refu nemubato unosimudza pombi kuti ugare pane chinobatisa pombi zvakanaka.

  10. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 10 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 10 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 10 中的图像 3,3
    • Sunungura ubvise bhaudhi rinobata chimutanda chepombi nebhaudhi rechimutanda chepombi pamusoro pemutanda unosimudza pombi.

  11. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 11 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 11 中的图像 2,2
    • Bvisa mubato mukuru unosimudza pombi, uye ongorora kuti haina kubvaruka kana kuchembera here.

    • Isa mubato unosimudza pombi panzvimbo yakachena kuitira kuti usabate utachiona.

  12. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement), Above Grade Riser Pipe (Shona): 步骤 12 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement), Above Grade Riser Pipe (Shona): 步骤 12 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement), Above Grade Riser Pipe (Shona): 步骤 12 中的图像 3,3
    • Bvisa pombi inotakura mvura yepamusoro.

    • Sungirira mubato wakaita saT pamutanda wepombi.

    • Kana uri kuchinja pombi yemvura yepamusoro, siya mubato wakaita saT uripo kusvikira wave kugona kuisa nhengo yekutsiva nayo.

  13. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement), Spout (Shona): 步骤 13 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement), Spout (Shona): 步骤 13 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement), Spout (Shona): 步骤 13 中的图像 3,3
    • Shandisa chipanera chepombi kusunungura nekubvisa muromo wepombi.

    • Wongorora muromo kuti hapana zvakavhara kana zvingangokonzera utachiona.

    • Isa muromo panzvimbo yakachena kuti usabate utachiona.

  14. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement), Riser Main (Shona): 步骤 14 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement), Riser Main (Shona): 步骤 14 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement), Riser Main (Shona): 步骤 14 中的图像 3,3
    • Isa chipanera pamusoro perimwe remabhaudhi emubato unosimudza pombi.

    • Tenderedza chimwe chipanera pazasi pebhaudhi.

    • Patsanura zvipanera kuti usunungure bhaudhi.

    • Dzokorora maitiro aya pane mabhaudhi matatu asara.

  15. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 15 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 15 中的图像 2,2
    • Bvisa manatsi mana nemabhaudhi akabata mubato unosimudza pombi, uye uzvichengete muchinhu chisina utachiona chakaita semugoro.

  16. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 16 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 16 中的图像 2,2
    • Tenderedza chivharo chepombi kusvika pamadhigiri makumi mana nemashanu. Izvi zvinokugonesa kuti ubate zvakanaka chivharo paunochisimudza.

  17. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 17 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 17 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 17 中的图像 3,3
    • Nyatsosimudza zvakanaka mubato wakaita saT kwemainjisi akawanda.

    • Vamwe vanhu vaviri vakatsigira mubato wakaita saT, bvisa simbi inobatiswa nayo mubato wepombi.

    • Dzikisa mubato wakaita saT zvinyoronyoro kusvikira mubato wepombi wave kumira wega.

  18. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 18 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 18 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 18 中的图像 3,3
    • Pombi iyi inoshandisa chinotsigira chine makumbo matatu (tiraipodhi) pamwe nezvinodhonza netambo kusimudza pombi refu. Zvipanera zvakaita saC zvinogona kushandiswawo kusimudza pombi refu

    • Nyatsosunga zvakanaka chinosimudzira pombi yemvura kumubato mukuru pasi pemuromo.

  19. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 19 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 19 中的图像 2,2
    • Wakachenjerera kuti tambo isatsvedze, shandisa zvinodhonza mubato netambo kusimudza pombi refu kusvikira zvinosimudza pombi zvasvika pane zvinodhonza netambo.

  20. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 20 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 20 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 20 中的图像 3,3
    • Kana pombi refu yasvika pane zvinodhonza netambo, sunga simbi inosunga nechepasi papombi refu

  21. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 21 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 21 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 21 中的图像 3,3
    • Batisa simbi inosungiswa pasi kumubato uchishandisa bhaudhi.

    • Bhaudhi rimwechete kazhinji rakakwana kuchengetedza simbi inosungiswa pasi panzvimbo, asi unogona kushandisa rimwe bhaudhi kana uchida kunyatsochisimbisa.

  22. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 22 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 22 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 22 中的图像 3,3
    • Wakatsigira pamusoro pepombi, nyatsofambisa chinosunga chinosimudza kubva papombi.

    • Dzikisa chinosunga chinosimudza pombi uchidzvanya nechepasi kuti tambo dzisasungane pane zvinodhonza.

  23. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 23 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 23 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 23 中的图像 3,3
    • Isa nekusunga chinosunga chekusimudzisa kumubato unosimudza pombi kusvika pasi pasi.

  24. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 24 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 24 中的图像 2,2
    • Kana chinosunga chekusimudzisa chanyatsosunga, sunga tambo zvine simba.

    • Wakadhonza tambo kutsigira mubato unosimudza pombi, sunungura chinosunga chepasi.

  25. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 25 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 25 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 25 中的图像 3,3
    • Shandisa tambo kudhonza nekusimudza mubato unosimudza pombi kusvika panokwanisika.

    • Iva nechokwadi kuti tambo iri mutiraipodhi kuti isadonhe.

    • Cherechedza pamusoro petiraipodhi kuti uone kuti pombi refu yanyatsopinda munzvimbo yekutsigira.

  26. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 26 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 26 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 26 中的图像 3,3
    • Bvisa simbi inosungiswa kubva papombi refu, wodzokorora matanho kubva pamakumi maviri netatu kusvika makumi maviri neshanu kusvikira joinhi yekutanga yave kuoneka.

  27. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 27 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 27 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 27 中的图像 3,3
    • Kana joinhi yekutanga yave kuoneka, sungisa simbi inosungiswa pasi pazasi pejoinhi.

  28. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 28 中的图像 1,1
    • Bvisa simbi inosungiswa chokusimudzisa kubva pamubato mukuru, wonyatsobatanidza kutiraipodhi kuti isuduruke.

  29. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 29 中的图像 1,2 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 29 中的图像 2,2
    • Chengeta chipanera chepombi mainjisi mashoma pamusoro pejoinhi padanho rino.

    • Uchishandisa chipanera, sunungura chidimbu chekutanga chepombi refu kubva pachakabata.

  30. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 30 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 30 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 30 中的图像 3,3
    • Nyatsovhara pajoinhi kuti mvura isapfachuke kubva nepanobatana simbi kana dzapatsanurwa.

    • Uchishandisa chipanera, sunungura pombi refu kusvikira mvura yatanga kupfachuka ichimwaya kupinda mune chinodzivisa mvura kupfachuka.

    • Usarambe uchisunungura kupfuura ipapo kusvikira mvura yamira kupfachuka.

  31. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 31 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 31 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 31 中的图像 3,3
    • Bvisa chinovhara mvura kuti isapfachuke, wopedzisa kusunungura pombi refu.

    • Bvisa chidimbu chekutanga chepombi refu nekuchisimudza chakamira mudenga, wakachitsigira pamusoro pechidimbu chacho uye uchiramba wakachiisa mugomba rinochitsigira pamusoro petiraipodhi.

  32. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 32 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 32 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 32 中的图像 3,3
    • Kochekera nekusunga chekusungisa mutanda mainjisi mashoma pazasi pepanobatana mutanda wepombi wekutanga.

  33. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 33 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 33 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 33 中的图像 3,3
    • Uchishandisa chipanera chinokwana pakawanda, sunungura mutanda wepombi kubva pachikamu chasara.

    • Kana joinhi raganurwa, nyatsodzikisa pombi refu pasi.

  34. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 34 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 34 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 34 中的图像 3,3
    • Nyatsodzikisa pombi refu, yakatambarara, woiisa panzvimbo isina hutachiona, kana zvichigona zvakagara panzvimbo yakakwirira kudzivirira kubata hutachiona.

  35. Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 35 中的图像 1,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 35 中的图像 2,3 Kutsiva Mubato Mukuru Unosimudza Mvura Wepombi Inodhonza Mvura YeBush (Bush Pump Riser Main Replacement): 步骤 35 中的图像 3,3
    • Bvisa mubato wakaita saT kubva mutanda wepombi waganurwa.

    • Kochekera mubato wakaita saT kumutanda wepombi wasara.

    • Bvisa simbi inosungiswa kubva papombi refu, wodzokorora matanho kubva pamakumi maviri nepfumbamwe kusvika makumi matatu neshanu kusvikira pombi refu yabva yose, kana kuti kusvika chikamu chakadamburwa chasvikwa.

结论

Kuti ubatanidze mudziyo wako zvakare, tevedzera mirayiro uchitanga nekwekupedzesera.

iRobot

于09/24/09注册

1 声望

创作了636篇指南

0条评论

添加评论

浏览统计数据:

过去 24 小时: 0

过去 7 天: 0

过去 30 天: 0

总计 145