当前版本的文档还未经巡查,您可以查看最新的已查核版本。
-
-
-
-
-
-
Mudanho rino rose, ona kuti watsigira mubato nemusoro nemaoko matatu kana kupfuura.
-
Buritsa chimutanda chejoinhi kubva muchimusoro.
-
Wongorora chimutanda chejoinhi nemusoro kuti hazvina kusakara kana kukuvara here.
-
-
-
Simudza mubato mukuru unosimudza pombi zvine simba nemaoko maviri.
-
Chenjerera kuti usadonhedze mubato mukuru unosimudza pombi, nekuti izvi zvinogona kukuvadza humburumbira
-
-
-
Simudza mubato unosimudza pombi nepombi refu.
-
Tenderedza simbi inobata chimutanda chepombi pachimutanda, uye chisunge zvine simba pachimutanda chepombi.
-
Dzikisa pombi refu nemubato unosimudza pombi kuti ugare pane chinobatisa pombi zvakanaka.
-
-
-
Bvisa mubato mukuru unosimudza pombi, uye ongorora kuti haina kubvaruka kana kuchembera here.
-
Isa mubato unosimudza pombi panzvimbo yakachena kuitira kuti usabate utachiona.
-
-
Bvisa pombi inotakura mvura yepamusoro.
-
Sungirira mubato wakaita saT pamutanda wepombi.
-
Kana uri kuchinja pombi yemvura yepamusoro, siya mubato wakaita saT uripo kusvikira wave kugona kuisa nhengo yekutsiva nayo.
-
-
Shandisa chipanera chepombi kusunungura nekubvisa muromo wepombi.
-
Wongorora muromo kuti hapana zvakavhara kana zvingangokonzera utachiona.
-
Isa muromo panzvimbo yakachena kuti usabate utachiona.
-
-
Isa chipanera pamusoro perimwe remabhaudhi emubato unosimudza pombi.
-
Tenderedza chimwe chipanera pazasi pebhaudhi.
-
Patsanura zvipanera kuti usunungure bhaudhi.
-
Dzokorora maitiro aya pane mabhaudhi matatu asara.
-
-
-
-
-
Nyatsosimudza zvakanaka mubato wakaita saT kwemainjisi akawanda.
-
Vamwe vanhu vaviri vakatsigira mubato wakaita saT, bvisa simbi inobatiswa nayo mubato wepombi.
-
Dzikisa mubato wakaita saT zvinyoronyoro kusvikira mubato wepombi wave kumira wega.
-
-
Pombi iyi inoshandisa chinotsigira chine makumbo matatu (tiraipodhi) pamwe nezvinodhonza netambo kusimudza pombi refu. Zvipanera zvakaita saC zvinogona kushandiswawo kusimudza pombi refu
-
Nyatsosunga zvakanaka chinosimudzira pombi yemvura kumubato mukuru pasi pemuromo.
-
-
-
-
Batisa simbi inosungiswa pasi kumubato uchishandisa bhaudhi.
-
Bhaudhi rimwechete kazhinji rakakwana kuchengetedza simbi inosungiswa pasi panzvimbo, asi unogona kushandisa rimwe bhaudhi kana uchida kunyatsochisimbisa.
-
-
Wakatsigira pamusoro pepombi, nyatsofambisa chinosunga chinosimudza kubva papombi.
-
Dzikisa chinosunga chinosimudza pombi uchidzvanya nechepasi kuti tambo dzisasungane pane zvinodhonza.
-
-
-
Kana chinosunga chekusimudzisa chanyatsosunga, sunga tambo zvine simba.
-
Wakadhonza tambo kutsigira mubato unosimudza pombi, sunungura chinosunga chepasi.
-
-
Shandisa tambo kudhonza nekusimudza mubato unosimudza pombi kusvika panokwanisika.
-
Iva nechokwadi kuti tambo iri mutiraipodhi kuti isadonhe.
-
Cherechedza pamusoro petiraipodhi kuti uone kuti pombi refu yanyatsopinda munzvimbo yekutsigira.
-
-
-
-
-
Chengeta chipanera chepombi mainjisi mashoma pamusoro pejoinhi padanho rino.
-
Uchishandisa chipanera, sunungura chidimbu chekutanga chepombi refu kubva pachakabata.
-
-
Nyatsovhara pajoinhi kuti mvura isapfachuke kubva nepanobatana simbi kana dzapatsanurwa.
-
Uchishandisa chipanera, sunungura pombi refu kusvikira mvura yatanga kupfachuka ichimwaya kupinda mune chinodzivisa mvura kupfachuka.
-
Usarambe uchisunungura kupfuura ipapo kusvikira mvura yamira kupfachuka.
-
-
Bvisa chinovhara mvura kuti isapfachuke, wopedzisa kusunungura pombi refu.
-
Bvisa chidimbu chekutanga chepombi refu nekuchisimudza chakamira mudenga, wakachitsigira pamusoro pechidimbu chacho uye uchiramba wakachiisa mugomba rinochitsigira pamusoro petiraipodhi.
-
-
-
Uchishandisa chipanera chinokwana pakawanda, sunungura mutanda wepombi kubva pachikamu chasara.
-
Kana joinhi raganurwa, nyatsodzikisa pombi refu pasi.
-
-
Nyatsodzikisa pombi refu, yakatambarara, woiisa panzvimbo isina hutachiona, kana zvichigona zvakagara panzvimbo yakakwirira kudzivirira kubata hutachiona.
-
-
Bvisa mubato wakaita saT kubva mutanda wepombi waganurwa.
-
Kochekera mubato wakaita saT kumutanda wepombi wasara.
-
Bvisa simbi inosungiswa kubva papombi refu, wodzokorora matanho kubva pamakumi maviri nepfumbamwe kusvika makumi matatu neshanu kusvikira pombi refu yabva yose, kana kuti kusvika chikamu chakadamburwa chasvikwa.
-
-
-
Bvisa vharuvhu yepasi kubva pane chivharo.
-
Nyatsotarisa kuti vharuvhu yepasi yakatarisa kupi muchivharo. Izvi zvakanyanya kukosha kuitira pakuzosunganidza zvose, nekuti pombi haizoshanda kana vharuvhu yakatarisa kusiri iko.
-
嵌入本指南
选择一个尺寸并复制下面的代码,将本指南作为一个小插件嵌入到你的网站/论坛中。
预览